iBet uBet web content aggregator. Adding the entire web to your favor.
iBet uBet web content aggregator. Adding the entire web to your favor.



Link to original content: https://sn.wikipedia.org/wiki/Umbundu
Umbundu - Wikipedia Svetuka kuchirochemo

Umbundu

Kubva Wikipedia

Umbundu kana Kimbundu mutauro unowanikwa kuAngola uri mugola remitauro yeBantu.

Mazwi Anotodzana neShona

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Umbundu inoti olukango (parched maize), kureva chibage chakakangwa.
  • Umbundu inoti enda (go), kureva enda.
  • Umbundu inoti lima (cultivate), kureva rima.
  • Umbundu inoti tuma (send), kureva tuma.
  • Umbundu inoti okuponda (to slay, murder), kureva kuponda.
  • Umbundu inoti osi (ground), kureva pasi.
  • Umbundu inoti akala (charcoal), kureva makara.
  • Umbundu inoti okutala (to scratch lines), kureva kutara.
  • Umbundu inoti okwenda (to go), kureva kuenda.
  • Umbundu inoti mayi (mother; mother's sister), kureva amai.
  • Umbundu inoti ukayi (woman), kureva mukadzi.
  • Umbundu inoti ohata (ring-shaped head pad), kureva hata.
  • Umbundu inoti ohanga (guine fowl), kureva hanga.
  • Umbundu inoti ochipala (face), kureva chiso.
  • Umbundu inoti ochinyama (animal), kureva mhuka.
  • Umbundu inoti ambata, tuta, twala, yenja, pakata, veleka (Carry), kureva kutakura.
  • Umbundu inoti tunga (construct), kureva kuvaka.
  • Umbundu inoti opendo (comb).
  • Umbundu inoti ivala (forget), kureva kurivara.
  • Umbundu inoti eswa (termite), kureva ishwa.
  • Umbundu inoti ohapia (armpit), kureva hapwa.
  • Umbundu inoti ombela (rain), kureva mvura inonaya. Kune zita remhuri rinonzi Mbera.
  • Umbundu inoti ocimanda (wooden dish), kureva dhishi remuti.
  • Umbundu inoti onduko (name), kureva zita.
  • Umbundu inoti okukwata (to take), kureva kutora.
  • Umbundu inoti ohwate (captive), kureva nhapwa.
  • Umbundu inoti emande (arrogance). Mamwe mazwi ongandu (n, alligator).
  • Umbundu inoti tatama (blunder).
  • Umbundu inoti mamwe kana mose (adj. One) kureva imwe.
  • Umbundu inoti vali (adj. Two) kureva mbiri kana piri. Ko mazwi okuti barika naChavarika anotodzana neiri here?
  • Umbundu inoti tatu (adj. Three) kureva Nhatu kana tatu.
  • Umbundu inoti kwana (adj. Four) kureva ina.
  • Umbundu inoti tanu (adj. Five) kureva shanu.
  • Umbundu inoti epandu (adj. Six) kureva nhanhatu.
  • Umbundu inoti epanduvali (adj. Seven) kureva nomwe.
  • Umbundu inoti ecinana (adj. Eight) kureva sere.
  • Umbundu inoti ecia (adj. Nine) kureva pfumbamwe.
  • Umbundu inoti ekwi (adj. Ten) kureva gumi.

[1]

  1. https://archive.org/stream/vocabularyofumbu00sand/vocabularyofumbu00sand_djvu.txt