Moyo
Mataridziko
Muchidzidzo Chezvipenyu, moyo, mwoyo kana mhumba (heart in English) inhengo yemuviri inosaira ropa kuti risvike kune dzimwe nhengo dzose dzemuviri.
- Kupfura kweMoyo (Heart Beat).
Tsika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Chidamoyo hamba yakada makwati.
- Makunun'unu (ndiwo) maodzamwoyo. Brooding breeds despair.
- Chinobvutwa ndochiri muruoko chiri pamoyo unofa nacho.
- Moyo muti unomera paunoda. Moyo unofanana nemuti here pakuti mimwe miti haimeri kune mamwe matunhu?
Tsika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Gwedzomoyo, rugwedzomoyo, rugwedzahaya kana gwedzahaya (enthusiasm, fervour) apa kureva kutsva kwemoyo wemunhu anodokwaira.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Umbundu vanoti utima (heart) kureva moyo. Swahili neLugungu vanoti mtima (heart) kureva moyo.
- Kimbundu vanoti muxima (heart) kureva moyo. Chewa vanoti kudokola (to beat - of pulse).
- Makhuwa vanoti mrima (heart) kureva moyo. Herero neLuganda vanoti omutima (heart) kureva moyo.
- Kikongo vanoti ntima (heart, mind, conscience, inside, interior) kureva moyo.
- VaRwanda vanoti umutima (heart) kureva moyo. Tsonga, Venda neNsenga vanoti mbilu (heart) kureva moyo.
- Lenje vanoti moyo (heart; 2. life, vitality, 3. feelings, taste. purpose) kureva moyo, hupenyu, kubenyukira, kushingaira.
- Herero oku-tona kana pambara (v. throb, beat, pulsate) kureva kurova kwemoyo. Herero vanoti o-ngorotima (n. cavity of the heart).