Kuchimikana
Mataridziko
Kuchimikana (to be bored; be fed up; be filled with distaste) kureva kufinhwa kana kufinhikana.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Ane jimo mumwoyo: he is fed up
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Baila vanoti kuchimwa (to be sick, tired of anything as work, instruction) kureva kuchimwa. Mamwe mazwi: nda chimwa (i have had enough) kureva ndachimwa.
- VaTonga vanoti cimwa (bored). VaZigula vanoti kufinula (v. to blunt).
- Lenje inoti chima (v. make weary, tire, fatigue) kureva kuchima. Mamwe mazwi: chimwa (be tired).
- MaZulu vanoti isifino (Daily, ordinary food of any kind (as vegetables, grain, meat, beer, etc.). Mamwe mazwi: umf'no (ordinary food).
- Kikongo vanoti finika (v. bring near, push close, put near, shift). Mamwe mazwi: finama (v. get close, be near, close to, adjacent, draw near).