ChiFipa
(runangakatsva kubva kuVaFipa)
Fipa mutauro unowanikwa kuTanzania. Vanhu verudzi rweVaFipa vanogara mudunhu riri pakati peLake Tanganyika neLake Rukwa.
Mazwi Anotodza Shona
chinjirudza- Fipa inoti umulomo (mouth) kureva muromo.
- Fipa inoti limpuno (nose) kureva mhuno.
- Fipa inoti ululimi (tongue) kureva rurimi.
- Fipa inoti ikokoola (knee) kureva ibvi.
- Fipa inoti ulungala (fingernail) kureva nzara.
- Fipa inoti umunwe (finger) kureva munwe.
- Fipa inoti lifupa (bone) kureva bvupa.
- Fipa inoti uuchi (honey) kureva huchi.
- Fipa inoti amasiya (n. milk) kureva mukaka.
- Fipa inoti umuntu (person) kureva munhu.
- Fipa inoti ababa kana tata (father) kureva baba.
- Fipa inoti umwaana (child) kureva mwana.
- Fipa inoti umwene (chief, king) kureva Ishe kana Mambo.
- Fipa inoti umuti (tree) kureva muti.
- Fipa inoti ichintu (thing) kureva chinhu.
- Fipa inoti umooto (fire) kureva moto.
- Fipa inoti insemba kana invula (rain) kureva mvura yekunaya.
- Fipa inoti ukutali (far) kureva kure.
- Fipa inoti ukutola (take) kureva kutora.
- Fipa inoti ukuluma (to bite) kureva kuruma.
- Fipa inoti ukunwa (to drink) kureva kunwa.
- Fipa inoti ukuseka (he laughs) kureva kuseka.
- Bato reVaFipa rinonzi VaLwanji vanoti alupilika (he hears) kureva ari kunzwa. Ko kupirikira?
- Fipa inoti ukuuluka (he flies) kureva kuwuruka kana kubhururuka.
- Fipa inoti imbesu kana imbezu (seed) kureva mbeu. Zvichida rinotodzana nokuti mbesa.
- Fipa inoti ilanzi (sun) kureva zuva. Zvichida rinotodzana nokuti maranzi
- Fipa inoti cakasuka kana cekasuke (red) kureva chakatsvuka.
Mamwe Mazwi
chinjirudza- Fipa inoti ikuulu (leg) kureva gumbo.
- Fipa inoti ulusenga kana umusenga (sand) kureva jecha.
- Fipa inoti ichela (iron, metal) kureva simbi.
- Fipa inoti yachepa kana inoono (small) kureva diki.
- Fipa inoti ukwaula (he yawns) kureva kushama nyai.
- Fipa inoti ukukuunda (he likes) kureva kuda.
- Fipa inoti ukupona (he falls) kureva kuwa.